Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 13:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Pakapera musangano wapasinagogu, vaJudha vazhinji navanamati vaMwari vakanga vapindukira kuchiJudha, vakatevera Pauro naBhanabhasi vakataura kwavari vachivakurudzira kuti varambe vari munyasha dzaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Ɀino ʋesinagoge ʋakati ʋapararira, ʋaJuda ʋazhinji naʋaproserite ʋainamata Mŋari, ʋakateʋera Pauro naBarnabasi; iʋo ʋakataurirana naʋo, ʋakaʋaraira kuti ʋarambire panyasha dzaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Zvino vesinagoge vakati vapararira, vaJudha vazhinji navapanduki vainamata Mwari, vakatevera Pauro naBhanabhasi; ivo vakataurirana navo, vakavarayira kuti varambire panyasha dzaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Pakapera musangano wapasinagogu, vaJudha vazhinji navanamati vaMwari vakanga vapindukira kuchiJudha, vakatevera Pauro naBhanabhasi vakataura kwavari vachivakurudzira kuti varambe vari munyasha dzaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Pakapera musangano wapasinagogu, vaJudha vazhinji navanamati vaMwari vakanga vapindukira kuchiJudha, vakatevera Pauro naBhanabhasi vakataura kwavari vachivakurudzira kuti varambe vari munyasha dzaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Gungano rakati rapararira, vazhinji vavaJudha navamwe vakanga vatendeukira kuchiJudha vakatevera Pauro naBhanabhasi, ivo vakataura navo uye vakavakurudzira kuti varambe vari munyasha dzaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 13:43

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy