Mabasa 13:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Naizvozvo chizvizivai hama dzangu kuti nokumunhu uyu kuregererwa kwezvitadzo kunoparidzwa kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Naiɀoɀo ʋarume, hama, muziʋe imi, kuti kaŋganwiro yeɀiʋi noyuyu inokuparidzirwai imi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Naizvozvo varume hama muzive imi, kuti kuregererwa zvivi nouyu, inokuparidzirwai imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Naizvozvo chizvizivai hama dzangu kuti nokumunhu uyu kuregererwa kwezvitadzo kunoparidzwa kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Naizvozvo chizvizivai hama dzangu kuti nokumunhu uyu kuregererwa kwezvitadzo kunoparidzwa kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Naizvozvo, hama dzangu, ndinoda kuti muzive kuti kubudikidza naJesu, kukanganwirwa kwezvivi kunoparidzwa kwamuri. Viz kapitola |