Mabasa 13:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Nokuti Dhavhidhi paakapedza kuita zvaakanga atarirwa naMwari kuti aite muchizvarwa chake akafa akandovigwa pamwechete namadzitateguru ake akaora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti Davidi wakati aita kuɗa kwaMŋari parudzi rwake, akaʋata rufu, akaʋigwa kunamadziɓaɓa ake, akaʋona kuʋora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Nokuti Dhavhidhi akati aita kuda kwaMwari parudzi rwake, akavata rufu, akavigwa kuna madzibaba ake, akaona kuora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Nokuti Dhavhidhi paakapedza kuita zvaakanga atarirwa naMwari kuti aite muchizvarwa chake akafa akandovigwa pamwechete namadzitateguru ake akaora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Nokuti Dhavhidhi paakapedza kuita zvaakanga atarirwa naMwari kuti aite muchizvarwa chake akafa akandovigwa pamwechete namadzitateguru ake akaora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Nokuti Dhavhidhi akati aita kuda kwaMwari pamazuva ake, akavata; akavigwa namadzibaba ake uye muviri wake wakaora. Viz kapitola |