Mabasa 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kwamazuva mazhinji akazviratidza kuna vakakwira naye kubva Garirea vachienda kuJerusaremu zvino vava zvapupu zvake kuvanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 akaʋonekwa mazuʋa mazhinji naʋakaŋga ʋakwira naye Jerusarema, ʋacibva Garirea, aʋo ʋari ɀapupu ɀake ɀino kuʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 akaonekwa mazuva mazhinji navakanga vakwira naye Jerusaremu, vachibva Gariria, avo vari zvapupu zvake zvino kuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kwamazuva mazhinji akazviratidza kuna vakakwira naye kubva Garirea vachienda kuJerusaremu zvino vava zvapupu zvake kuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Kwamazuva mazhinji akazviratidza kuna vakakwira naye kubva Garirea vachienda kuJerusaremu zvino vava zvapupu zvake kuvanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 uye akaonekwa mazuva mazhinji naavo vakafamba naye kubva kuGarirea kusvikira kuJerusarema. Ndivo zvapupu zvake zvino kuvanhu vokwedu. Viz kapitola |