Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakazokumbira kuti vave namambo Mwari akavapa Sauro mwana waKishi murume wedzinza raBhenjamini kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Pashure ʋakakumbira mambo; Mŋari akaʋapa Sauro, mŋanakomana waKisi murume worudzi rwaBenjamini, makore makumi manna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Pashure vakakumbira mambo; Mwari akavapa Sauro, mwanakomana waKisi murume worudzi rwaBhenjamini, makore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakazokumbira kuti vave namambo Mwari akavapa Sauro mwana waKishi murume wedzinza raBhenjamini kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vakazokumbira kuti vave namambo Mwari akavapa Sauro mwana waKishi murume wedzinza raBhenjamini kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ipapo vanhu vakakumbira mambo, akavapa Sauro mwanakomana waKishi, worudzi rwaBhenjamini, uyo akatonga kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 13:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy