Mabasa 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari wavanhu ava vechiIsiraeri akasarudza madzibaba edu akaita kuti vanhu ivava vave rudzi rukuru panguva yavaigara munyika yeIjipiti akavaburitsa nesimba roruoko rwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋari waʋanhu aʋa ʋaIsraeri wakasanaŋgura madziɓaɓa eɗu, akakudza ʋanhu aʋa, ʋaciri ʋatorwa munyika yeEgipita; akaʋaɓuɗisa mairi noruʋoko runesimba, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mwari wavanhu ava vaIsiraeri akatsanangura madzibaba edu, akaudza vanhu ava, vachiti vatorwa munyika yeIjipiti; akavabudisa mairi noruoko rune simba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari wavanhu ava vechiIsiraeri akasarudza madzibaba edu akaita kuti vanhu ivava vave rudzi rukuru panguva yavaigara munyika yeIjipiti akavaburitsa nesimba roruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mwari wavanhu ava vechiIsiraeri akasarudza madzibaba edu akaita kuti vanhu ivava vave rudzi rukuru panguva yavaigara munyika yeIjipiti akavaburitsa nesimba roruoko rwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mwari wavanhu veIsraeri akasarudza madzibaba edu; akaita kuti vanhu vabudirire panguva yavaigara muIjipiti, akavabudisa munyika iyo nesimba guru, Viz kapitola |