Mabasa 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Gavhuna uya akatenda paakaona zvakanga zvaitika nokuti akashamiswa nechidzidziso chaTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino muɓati wakati aciʋona ɀaitika, akatenda, akashamiswa nedzidziso yaShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino mubati akati achiona zvaitika, akatenda, akashamiswa nedzidziso yaIshe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Gavhuna uya akatenda paakaona zvakanga zvaitika nokuti akashamiswa nechidzidziso chaTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Gavhuna uya akatenda paakaona zvakanga zvaitika nokuti akashamiswa nechidzidziso chaTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mubati akati aona zvakanga zvaitika akatenda nokuti akashamiswa nedzidziso yezvaShe. Viz kapitola |