Mabasa 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Haana kuziva kuti zvaiitwa nomutumwa zvakanga zviri zvechokwadi. Aifunga kuti ari kuona chiratidzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaɓuɗa, akamuteʋera, asiŋgaziʋi kuti ɀirokwaɀo ɀinoitwa nomutumŋa; asi wakati ndinoʋona ciratidzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akabuda, akamutevera, asingazivi kuti zvirokwazvo zvinoitwa nomutumwa; asi akati ndinoona chiratidzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Haana kuziva kuti zvaiitwa nomutumwa zvakanga zviri zvechokwadi. Aifunga kuti ari kuona chiratidzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Haana kuziva kuti zvaiitwa nomutumwa zvakanga zviri zvechokwadi. Aifunga kuti ari kuona chiratidzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Petro akamutevera achibuda mutorongo, asi akanga asingazivi kuti zvaiitwa nomutumwa zvakanga zvichitoitika; akafunga kuti aiona chiratidzo. Viz kapitola |