Mabasa 12:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Bhanabhasi naSauro vakadzoka vachibva kuJerusaremu pavakapedza zvavakanga vafambira vakauya naJohani aiva nerimwe zita rainzi Mako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Barnabasi naSauro, ʋakati ʋapedzisa ɓasa raʋo, ʋakadzokera Jerusarema, ʋakaenda naJohane, wainzi Marko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Bhanabhasi naSauro, vakati vapedzisa basa ravo, vakadzokera Jerusaremu, vakaenda naJohani, ainzi Mako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Bhanabhasi naSauro vakadzoka vachibva kuJerusaremu pavakapedza zvavakanga vafambira vakauya naJohani aiva nerimwe zita rainzi Mako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Bhanabhasi naSauro vakadzoka vachibva kuJerusaremu pavakapedza zvavakanga vafambira vakauya naJohani aiva nerimwe zita rainzi Mako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Bhanabhasi naSauro vakati vapedza basa ravo, vakadzokera kuJerusarema, vakatorawo Johani, ainzi Mako. Viz kapitola |