Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 12:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pakarepo mutumwa waTenzi akamurova nokuti haana kupa mbiri yacho kuna Mwari. Akadyiwa nehonye akafa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Pakarepo mutumŋa waShe ukamuroʋa, nokuti wakaŋga asinakukudza Mŋari; akadyiwa nehonye, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Pakarepo mutumwa waIshe akamurova, nokuti akanga asina kukudza Mwari; akadyiwa nehonye, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pakarepo mutumwa waTenzi akamurova nokuti haana kupa mbiri yacho kuna Mwari. Akadyiwa nehonye akafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Pakarepo mutumwa waTenzi akamurova nokuti haana kupa mbiri yacho kuna Mwari. Akadyiwa nehonye akafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Pakarepo, nokuti Herodhi haana kurumbidza Mwari, mutumwa waShe akamurova, akadyiwa nehonye uye akafa.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 12:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy