Mabasa 12:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Herodhi akashatirirwa vanhu veTire neSidhoni zvikuru. Nezvo vakaenda kwaari vari chikwata. Ipapo vakanga vashamwaridzana naBhurasitosi mukuru mukuru wapamba pamambo. Saizvozvo vakakumbira kuti pave norugare nokuti nyika yavo yaitoraramiswa nezvokudya chinobva kunyika yamambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino akatsamŋira ɀikuru ʋanhu ʋeTire neSidoni; iʋo ndokuʋuya kwaari ʋose pamŋe cete, ʋakaita ʋushamŋari naBrasto, mutariri weimba yamambo, ʋakakumbira rugare, nokuti nyika yaʋo yaipiwa ɀokudya nenyika yamambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akatsamwira zvikuru vanhu veTire neSidhoni; ivo ndokuuya kwaari vose pamwechete, vakaita ushamwari naBhurasito, mutariri weimba yamambo, vakakaumbira rugare, nokuti nyika yavo yaipiwa zvokudya nenyika yamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Herodhi akashatirirwa vanhu veTire neSidhoni zvikuru. Nezvo vakaenda kwaari vari chikwata. Ipapo vakanga vashamwaridzana naBhurasitosi mukuru mukuru wapamba pamambo. Saizvozvo vakakumbira kuti pave norugare nokuti nyika yavo yaitoraramiswa nezvokudya chinobva kunyika yamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Herodhi akashatirirwa vanhu veTire neSidhoni zvikuru. Nezvo vakaenda kwaari vari chikwata. Ipapo vakanga vashamwaridzana naBhurasitosi mukuru mukuru wapamba pamambo. Saizvozvo vakakumbira kuti pave norugare nokuti nyika yavo yaitoraramiswa nezvokudya chinobva kunyika yamambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akanga atsamwirana navanhu veTire neSidhoni, ndokubva vabatana pamwe chete vakauya kwaari kuti vataure naye. Vakati vawana rutsigiro rwaBhurasto, muranda akatendeka wamambo, vakakumbira runyararo, nokuti vaipona nenyika yamambo, nokuti ndiko kwavaiwana zvokudya. Viz kapitola |