Mabasa 12:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Herodhi paakamutsvaka akamushaya. Akabvunzisisa varindi akati, “Vanofanira kuurawa.” Herodhi akadzika kuSezaria achibva Judhea akagarako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Herode wakati amutȿaka, akamushaiwa, ndokubvunzisisa ʋarindi, akaraira kuti ʋandoʋurawa. Ɀino akaɓuruka Judea, akaenda Kesaria, akandogara’ko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Herodhi akati amutsvaka, akamushayiwa, ndokubvunzisisa varindi, akarayira kuti vandourawa. Zvino akaburuka Judhea, akaenda Kesaria, akandogarako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Herodhi paakamutsvaka akamushaya. Akabvunzisisa varindi akati, “Vanofanira kuurawa.” Herodhi akadzika kuSezaria achibva Judhea akagarako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Herodhi paakamutsvaka akamushaya. Akabvunzisisa varindi akati, “Vanofanira kuurawa.” Herodhi akadzika kuSezaria achibva Judhea akagarako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mushure mokunge Herodhi amutsvakisisa kwazvo uye asina kumuwana, akanyatsobvunzisisa varindi ndokubva arayira kuti vaurayiwe. Ipapo Herodhi akabva kuJudhea akaenda kuKesaria akandogarako kwechinguva. Viz kapitola |