Mabasa 12:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pakwakaedza rakave besanwa pakati pamasoja kuti chii chakanga chaitika kuna Pita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino kwakati kwaedza, ɓope guru rikaʋa’po pakati paʋarwi, ʋaciti Petro wanzinwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino kwakati kwaedza, bope guru rikavapo pakati pavarwi, vachiti, “Petirosi aitwa sei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pakwakaedza rakave besanwa pakati pamasoja kuti chii chakanga chaitika kuna Pita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pakwakaedza rakave besanwa pakati pamasoja kuti chii chakanga chaitika kuna Pita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mangwanani acho, kwakava nebope guru pakati pavarwi vachida kuziva kuti chii chakanga chaitika kuna Petro. Viz kapitola |