Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 12:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vakamuti, “Wavakupenga iwe!” Paakaramba achingoti ndizvo chaizvo, vakati angatova mutumwa wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Iʋo ʋakati kwaari: Unopeŋga. Asi iye wakasimbisa aciti ndiɀoɀo. Iʋo ʋakati: Mutumŋa wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Ivo vakati kwaari, “Unopenga.” Asi iye akasimbisa achiti, “Ndizvozvo.” Ivo vakati, “Mutumwa wake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vakamuti, “Wavakupenga iwe!” Paakaramba achingoti ndizvo chaizvo, vakati angatova mutumwa wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vakamuti, “Wavakupenga iwe!” Paakaramba achingoti ndizvo chaizvo, vakati angatova mutumwa wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vakati kwaari, “Wava kupenga.” Paakaramba achisimbisisa kuti zvakanga zviri izvo, ivo vakati, “Anofanira kunge ari mutumwa wake.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 12:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy