Mabasa 12:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Paakagogodza pagonhi resuo guru, musikana ainzi Rodha akauya kuzonzwa kuti ndiani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino wakati agogodza pagonhi resuʋo, musikana wainzi Rode akaʋuya kuzoterera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino akati agogodza pagonhi resuo, musikana ainzi Rhoda akauya kuzoteerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Paakagogodza pagonhi resuo guru, musikana ainzi Rodha akauya kuzonzwa kuti ndiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Paakagogodza pagonhi resuo guru, musikana ainzi Rodha akauya kuzonzwa kuti ndiani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Petro akagogodza pamukova wokunze, musikana ainzi Rodha akauya kuzodaira kugogodza uku. Viz kapitola |