Mabasa 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino neŋguʋa ineŋge iyeyo mambo Herode akatambanudza maʋoko ake kuti atambudze ʋamŋe ʋekereke; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino nenguva inenge iyeyo mambo Herodhi akatambanudza maoko ake kuti atambudze vamwe vekereke; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Yakanga iri nguva inenge imwe cheteyo Mambo Herodhi paakasunga vamwe vaiva nhengo dzekereke, achida kuvatambudza. Viz kapitola |