Mabasa 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pandakanyatsoritarisisa ndakaona mhuka nezvikara zvinodya nyama nezvinozvova napasi neshiri dzedenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ndakati ndacitarisisa, nokucerekedza, ndikaʋona mhuka dzenyika dzinamakumbo manna neɀikara, neɀinokambaira, neshiri dzeɗeŋga, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 ndakati ndachitarisisa, nokucherekedza, ndikaona mhuka dzenyika dzina makumbo mana nezvikara, nezvinokambaira, neshiri dzedenga, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pandakanyatsoritarisisa ndakaona mhuka nezvikara zvinodya nyama nezvinozvova napasi neshiri dzedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pandakanyatsoritarisisa ndakaona mhuka nezvikara zvinodya nyama nezvinozvova napasi neshiri dzedenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndakatarira mukati macho ndikaona mhuka dzenyika dzina makumbo mana, zvikara zvesango, nezvinokambaira uye neshiri dzedenga. Viz kapitola |