Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pita akatanga kutsanangura achinyatsovarondedzera zvakaitika, achiti:

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino Petro akataŋga kuʋarondedzera ɀose, ɀiciteʋedzana, aciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino Petirosi akatanga kuvarondedzera zvose, zvichitevedzana, achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pita akatanga kutsanangura achinyatsovarondedzera zvakaitika, achiti:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pita akatanga kutsanangura achinyatsovarondedzera zvakaitika, achiti:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Petro akatanga kurondedzera zvinhu zvose kwavari zvichitevedzana sokuitika kwazvakanga zvaita achiti,

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 11:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy