Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 11:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vadzidzi vakatenderana kutumira rubatsiro kune vehama vaigara kuJudhea mumwe nomumwe achipa sokugona kwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ipapo ʋadzidzi ʋakatenderana, kuti mumŋe nomumŋe paaigona napo atume ɀiŋgaɓatsira hama dzigere Judea.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ipapo vadzidzi vakatenderana, kuti mumwe nomumwe paaigona napo atume zvingabatsira hama dzigere Judhea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vadzidzi vakatenderana kutumira rubatsiro kune vehama vaigara kuJudhea mumwe nomumwe achipa sokugona kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Vadzidzi vakatenderana kutumira rubatsiro kune vehama vaigara kuJudhea mumwe nomumwe achipa sokugona kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Vadzidzi vakazvipira, mumwe nomumwe napaaigona napo, kuti ape rubatsiro kuhama dzaigara muJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 11:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy