Mabasa 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Bhanabhasi uyu aiva munhu akanaka azere naMweya nechitendero. Chikwata chikuru chakawedzerwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 nokuti waiʋa murume wakanaka, azere noMŋeya Mutȿene nokutenda; ʋazhinji‐zhinji ʋakawedzerwa kunaShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 nokuti waiva murume akanaka, azere naMweya Mutsvene nokutenda; vazhinji-zhinji vakawedzerwa kuna Ishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Bhanabhasi uyu aiva munhu akanaka azere naMweya nechitendero. Chikwata chikuru chakawedzerwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Bhanabhasi uyu aiva munhu akanaka azere naMweya nechitendero. Chikwata chikuru chakawedzerwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Iye akanga ari munhu akanaka, azere noMweya Mutsvene nokutenda, uye vanhu vazhinji vakauya kuna She. Viz kapitola |