Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Iye wakati aȿika, akaʋona nyasha dzaMŋari, akafara; akaraira ʋose kuti ʋanamatire Ishe nomŋoyo wakasimba;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Iye akati asvika, akaona nyasha dzaMwari, akafara; akarayira vose kuti vanamatire Ishe nomwoyo wakasimba;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Akati asvika, akaona umboo hwenyasha dzaMwari, uye akafara, akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka kuna She nemwoyo yavo yose.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 11:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy