Mabasa 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ruoko rune simba rwaTenzi rwakanga rwuinavo uye vanhu vazhinji vakadavira vakatendeukira kuna Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ruʋoko rwaShe rukaʋa naʋo, ʋazhinji ʋakatenda, ʋakatendeʋukira kunaShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ruoko rwaIshe rukava navo, vazhinji vakatenda, vakatendeukira kuna Ishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ruoko rune simba rwaTenzi rwakanga rwuinavo uye vanhu vazhinji vakadavira vakatendeukira kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ruoko rune simba rwaTenzi rwakanga rwuinavo uye vanhu vazhinji vakadavira vakatendeukira kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ruoko rwaShe rwakanga rwuri pamusoro pavo, uye vanhu vazhinji vakatenda vakatendeukira kuna She. Viz kapitola |