Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Zvino vaya vakapararira pamusana pokutambudzwa kwakamuka nokuda kwaSitefani, vakaenda zvokutonosvika kuFonikia neSaipurasi nokuAndiyoku vasingaparidzi shoko kuna ani zvake kusiya kuvaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino aʋo ʋakaparadzirwa nokutambudzika kwakamuka pamsoro paStefano, ʋakaenda kuȿikira paFenikia, neKupro, neAntiokia, ʋasiŋgatauri shoko kumunhu, asi kunaʋaJuda ɓedzi

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino avo vakaparadzirwa nokutambudzika kwakamuka pamusoro paSitefano, vakaenda kusvikira paFonikia, neSaipurasi, neAndioki, vasingatauri shoko kumunhu, asi kuna vaJudha bedzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Zvino vaya vakapararira pamusana pokutambudzwa kwakamuka nokuda kwaSitefani, vakaenda zvokutonosvika kuFonikia neSaipurasi nokuAndiyoku vasingaparidzi shoko kuna ani zvake kusiya kuvaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Zvino vaya vakapararira pamusana pokutambudzwa kwakamuka nokuda kwaSitefani, vakaenda zvokutonosvika kuFonikia neSaipurasi nokuAndiyoku vasingaparidzi shoko kuna ani zvake kusiya kuvaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Zvino vaya vakanga vaparadzirwa namatambudziko nokuda kwaSitefani vakafamba vakandosvika kuFonisia, Saipurasi neAndioki, vachitaura shoko kuvaJudha bedzi.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 11:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy