Mabasa 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pandakatangisa kutaura Mweya Mutsvene akaburukira pavari sezvakangoitikawo patiri pakutanga paya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ndakati ndicataŋga kutaura, Mŋeya Mutȿene akaɓuruka pamsoro paʋo, sapamsoro peɗu ʋo pakutaŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino ndakati ndichatanga kutaura, Mweya Mutsvene akaburuka pamusoro pavo, sapamusoro peduwo pakutanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pandakatangisa kutaura Mweya Mutsvene akaburukira pavari sezvakangoitikawo patiri pakutanga paya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pandakatangisa kutaura Mweya Mutsvene akaburukira pavari sezvakangoitikawo patiri pakutanga paya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Pandakatanga kutaura, Mweya Mutsvene akauya pamusoro pavo samauyiro aakaita kwatiri pakutanga. Viz kapitola |