Mabasa 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akatirondedzera kuona kwaakaita mutumwa amire mumba make achiti, ‘Tuma vanhu kuJopa vauye naSimoni anonzi Pita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Iye akatiʋudza ʋo kuti wakaʋona mutumŋa amire mumba make, aciti: Tumira Jopa, uɗane Simoni, unonzi Petro; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Iye akatiudzawo kuti akaona mutumwa amire mumba make, achiti, ‘Tumira Jopa, udane Simoni, anonzi Petirosi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akatirondedzera kuona kwaakaita mutumwa amire mumba make achiti, ‘Tuma vanhu kuJopa vauye naSimoni anonzi Pita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akatirondedzera kuona kwaakaita mutumwa amire mumba make achiti, ‘Tuma vanhu kuJopa vauye naSimoni anonzi Pita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akatirondedzera maonero aakanga aita mutumwa mumba make, uyo akati, ‘Tuma vanhu kuJopa kuna Simoni anonzi Petro. Viz kapitola |