Mabasa 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mweya akandiudza kuti ndiende navo pasina zvorusaruro. Vehama vatanhatu ava vakaendawo neni. Takapinda mumba momurume iyeyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Mŋeya wakandiʋudza, kuti ndiende naʋo, ndisiŋganyunyuti. Nehama idzi nhanhatu ʋo dzakandiperekedza, tikapinda mumba momurume uyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Ipapo Mweya akandiudza, kuti ndiende navo, ndisinganyunyuti. Nehama idzi nhanhatuwo dzakandiperekedza, tikapinda mumba momurume uyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mweya akandiudza kuti ndiende navo pasina zvorusaruro. Vehama vatanhatu ava vakaendawo neni. Takapinda mumba momurume iyeyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mweya akandiudza kuti ndiende navo pasina zvorusaruro. Vehama vatanhatu ava vakaendawo neni. Takapinda mumba momurume iyeyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mweya Mutsvene akandiudza kuti ndirege kunonoka kuenda navo. Hama nhanhatu idzi dzakaendawo neni, uye takasvikopinda mumba momurume uya. Viz kapitola |