Mabasa 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Panguva yakareyo varume vatatu vakasvika pamba pataigara vakanga vatumwa kwandiri vachibva kuSezaria. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo, tarira, pakarepo ʋarume ʋatatu ʋamira pamberi peimba, matakaŋga tiri, ʋakaŋga ʋatumirwa kwandiri, ʋacibva Kesaria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo, tarira, pakarepo varume vatatu vamira pamberi peimba, matakanga tiri, vakanga vatumirwa kwandiri, vachibva Kesaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Panguva yakareyo varume vatatu vakasvika pamba pataigara vakanga vatumwa kwandiri vachibva kuSezaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Panguva yakareyo varume vatatu vakasvika pamba pataigara vakanga vatumwa kwandiri vachibva kuSezaria. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Pakarepo varume vatatu vakanga vatumwa kwandiri vachibva kuKesaria vakamira pamba pandaigara. Viz kapitola |