Mabasa 11:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Izvi zvakaitika katatu. Zvose zvikabva zvasimudzwa zvichiendeswa kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iɀoɀi ɀakaitwa katatu, ɀose ɀikakwidzwa ɀe kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Izvozvo zvakaitwa katatu, zvose zvikakwidzwazve kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Izvi zvakaitika katatu. Zvose zvikabva zvasimudzwa zvichiendeswa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Izvi zvakaitika katatu. Zvose zvikabva zvasimudzwa zvichiendeswa kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Izvi zvakaitika katatu, uye ipapo jira nezvose zvikadzoserwazve kudenga. Viz kapitola |