Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 10:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 Ɀino akaraira kuti ʋabapatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo ʋakakumbira kwaari, kuti ambogara mamŋe mazuʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

48 Zvino akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira kwaari, kuti ambogara mamwe mazuva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 Naizvozvo akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira Petro kuti ambogara navo kwamazuva mashoma.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 10:48

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy