Mabasa 10:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 uye akatiti tinofanira kundoparidza vanhu nokupupura kuti ndiye akagadzwa naMwari kuva mutongi wavapenyu navakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Akatiraira kuti tiparidzire ʋanhu, nokupupura kwaɀo kuti ndiye wakagadzwa naMŋari, kuti aʋe Mutoŋgi waʋapenyu naʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Akatirayira kuti tiparidzire vanhu, nokupupura kwazvo kuti ndiye akagadzwa naMwari, kuti ave Mutongi wavapenyu navakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 uye akatiti tinofanira kundoparidza vanhu nokupupura kuti ndiye akagadzwa naMwari kuva mutongi wavapenyu navakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 uye akatiti tinofanira kundoparidza vanhu nokupupura kuti ndiye akagadzwa naMwari kuva mutongi wavapenyu navakafa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Akatirayira kuti tiparidze kuvanhu uye tipupure kuti ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wavapenyu navakafa. Viz kapitola |