Mabasa 10:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi mumarudzi ose, ani naani anomutya uye anoita zvakarurama anogamuchirika kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 asi parudzi rupi norupi, munhu, unomutya, aciita ɀakarurama, unogamucirwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 asi parudzi rupi norupi, munhu, anomutya, achiita zvakarurama, anogamuchirwa naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi mumarudzi ose, ani naani anomutya uye anoita zvakarurama anogamuchirika kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Asi mumarudzi ose, ani naani anomutya uye anoita zvakarurama anogamuchirika kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 asi anogamuchira vanhu vanobva kundudzi dzose, ivo vanomutya uye vanoita zvakarurama. Viz kapitola |