Mabasa 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pita akamusimudza achiti, “Simukai ini ndiri munhuwo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi Petro wakamusimudza, akati: Simuka, neni ndiri munhu ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Asi Petirosi akamusimudza, akati, “Simuka, neni ndiri munhuwo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pita akamusimudza achiti, “Simukai ini ndiri munhuwo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Pita akamusimudza achiti, “Simukai ini ndiri munhuwo?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi Petro akaita kuti asimuke akati, “Simuka, ndinongova munhuwo zvangu.” Viz kapitola |