Mabasa 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pita paakapinda, Koneriasi akamuchingura akagwadama patsoka dzake akamupfugamira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Petro wakati acipinda, Kornerio akamuciŋgamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamunamata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Petirosi akati achipinda, Konerio akamuchingamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamupfugamira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pita paakapinda, Koneriasi akamuchingura akagwadama patsoka dzake akamupfugamira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pita paakapinda, Koneriasi akamuchingura akagwadama patsoka dzake akamupfugamira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Petro akati apinda mumba, Koniriasi akamugamuchira uye akawira patsoka dzake achimuremekedza. Viz kapitola |