Mabasa 10:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akadzikawo kwaiva navarume vaya akati, “Ndini wamuri kutsvaka. Mavingei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ipapo Petro akaɓurukira kuʋarume aʋo, akati kwaʋari: Tarirai, ndini wamunotȿaka; shoko ramaʋuyira ndereiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ipapo Petirosi akaburukira kuvarume avo, akati kwavari, “Tarirai, ndini wamunotsvaka; shoko ramauyira ndereiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akadzikawo kwaiva navarume vaya akati, “Ndini wamuri kutsvaka. Mavingei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pita akadzikawo kwaiva navarume vaya akati, “Ndini wamuri kutsvaka. Mavingei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Petro akaburuka akandoti kuvarume ava, “Ndini wamuri kutsvaka. Mavingeiko?” Viz kapitola |