Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akaona denga richizaruka chimwe chinhu chichiburuka chakaita sejira guru richiburutswa pasi richiita serakabatwa namakona aro mana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 akaʋona ɗeŋga razarurwa, necimŋe cinhu ciciɓuruka somuceka mukuru unoɓurusirwa pasi wakasuŋgwa miromo minna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 akaona denga razarurwa nechimwe chinhu chichiburuka somucheka mukuru unoburusirwa pasi wakasungwa miromo mina.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akaona denga richizaruka chimwe chinhu chichiburuka chakaita sejira guru richiburutswa pasi richiita serakabatwa namakona aro mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akaona denga richizaruka chimwe chinhu chichiburuka chakaita sejira guru richiburutswa pasi richiita serakabatwa namakona aro mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Akaona denga razarurwa uye chimwe chinhu chakanga chakaita sejira guru chichiburutswa pasi chakasungwa makona acho mana.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 10:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy