Mabasa 10:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 KuSezaria kwaiva nomumwe murume ainzi Koneriasi mutungamiriri wezana ramasoja wechikwata chainzi chikwata chamaTariyana, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume paKesaria, wainzi Kornerio, mukuru wezana wehondo yainzi yeItaria, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino kwakanga kuno mumwe murume paKesaria, ainzi Konerio, mukuru wezana wehondo yainzi Itaria, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 KuSezaria kwaiva nomumwe murume ainzi Koneriasi mutungamiriri wezana ramasoja wechikwata chainzi chikwata chamaTariyana, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 KuSezaria kwaiva nomumwe murume ainzi Koneriasi mutungamiriri wezana ramasoja wechikwata chainzi chikwata chamaTariyana, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 PaKesaria pakanga pano mumwe murume ainzi Koniriasi, mukuru wezana weHondo yavaItaria. Viz kapitola |