Mabasa 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Saizvozvo mumwe wavarume vaiva nesu nguva yose, Tenzi Jesu paakanga achiri nesu kutangira paruombeko rwaJohani kusvika pazuva raakatorwa akakwidzwa kudenga, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino pakati paʋarume ʋaiʋuŋgana nesu ŋguʋa yose, Ishe Jesu yaakapinda nokuɓuɗa nayo pakati peɗu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Zvino pakati pavarume vaiungana nesu nguva yose, Ishe Jesu yaakapinda nokubuda nayo pakati pedu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Saizvozvo mumwe wavarume vaiva nesu nguva yose, Tenzi Jesu paakanga achiri nesu kutangira paruombeko rwaJohani kusvika pazuva raakatorwa akakwidzwa kudenga, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Saizvozvo mumwe wavarume vaiva nesu nguva yose, Tenzi Jesu paakanga achiri nesu kutangira paruombeko rwaJohani kusvika pazuva raakatorwa akakwidzwa kudenga, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Naizvozvo zvakafanira kuti kusarudzwe mumwe murume akanga anesu nguva yose Ishe Jesu paaipinda nokubuda pakati pedu, Viz kapitola |