Mabasa 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Hama, Magwaro Matsvene aifanira kuzadziswa akafanotaurwa naMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi nezvaJudhasi aiva mutungamiri waavo vakandosunga Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋarume, hama, rugwaro rwakafanira kuitika, rwakaprofitwa noMŋeya Mutȿene nomuromo waDavidi, pamsoro paJudasi, wakaŋga ari muperekedzi waʋaya ʋakaɓata Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Varume, hama, rugwaro rwakafanira kuitika, rwakaporofitwa naMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi, pamusoro paJudhasi, akanga ari muperekedzi wavaya vakabata Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Hama, Magwaro Matsvene aifanira kuzadziswa akafanotaurwa naMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi nezvaJudhasi aiva mutungamiri waavo vakandosunga Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Hama, Magwaro Matsvene aifanira kuzadziswa akafanotaurwa naMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi nezvaJudhasi aiva mutungamiri waavo vakandosunga Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 akati, “Hama, Rugwaro rwaifanira kuzadziswa rwakataurwa noMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi pamusoro paJudhasi, uyo akabatsira kutungamirira vaya vakasunga Jesu, Viz kapitola |