Mabasa 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pamazuva iwayo Pita akasimuka pakati pevehama akataura. Gungano iroro raiva zana namakumi maviri avanhu. Akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Namazuʋa iwayo Petro wakasimuka pakati pehama, (ʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa’po pamŋe cete, ʋaneŋge zana namakumi maʋiri), akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Namazuva iwayo Petirosi akasimuka pakati pehama, vanhu vazhinji vaivapo pamwechete, vanenge zana namakumi maviri, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pamazuva iwayo Pita akasimuka pakati pevehama akataura. Gungano iroro raiva zana namakumi maviri avanhu. Akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pamazuva iwayo Pita akasimuka pakati pevehama akataura. Gungano iroro raiva zana namakumi maviri avanhu. Akati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mumazuva iwayo, Petro akasimuka pakati pavatendi (ungano yaida kusvika zana namakumi maviri) Viz kapitola |