Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vose ivava vakazvipira pakunamata pamwechete namadzimai naMaria amai vaJesu navakoma navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Aʋa ʋose ʋakatsuŋgirira nomŋoyo mumŋe pakunyeŋgetera, ʋanaʋakadzi, naMaria, mai ʋaJesu, naʋanuŋuna ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ava vose vakatsungirira nomwoyo mumwe pakunyengetera, vana vakadzi, naMaria, mai vaJesu, navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vose ivava vakazvipira pakunamata pamwechete namadzimai naMaria amai vaJesu navakoma navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vose ivava vakazvipira pakunamata pamwechete namadzimai naMaria amai vaJesu navakoma navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vakabatana vose pakuramba vachinyengetera, pamwe chete navakadzi uye naMaria mai vaJesu, navanunʼuna vake.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 1:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy