Kuungudza 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kana kuti mabva matiramwa zvachose here; uye hasha dzenyu dzakanyanyisa here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi makatirasha cose here? Makatitsamŋira ɀikuru here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi makatirasa chose here? Makatitsamwira zvikuru here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kana kuti mabva matiramwa zvachose here; uye hasha dzenyu dzakanyanyisa here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kana kuti mabva matiramwa zvachose here; uye hasha dzenyu dzakanyanyisa here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 kana musina kutiramba zvachose kana kutitsamwira zvikuru kwazvo. Viz kapitola |