Kuungudza 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Rufaro rwatibva mumwoyo; kudzana kwedu kwasanduka kukava kuchema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mufaro womŋoyo weɗu waguma; Kutamba kweɗu kwashanduka kucema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Mufaro womwoyo wedu waguma; kutamba kwedu kwashanduka kuchema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Rufaro rwatibva mumwoyo; kudzana kwedu kwasanduka kukava kuchema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Rufaro rwatibva mumwoyo; kudzana kwedu kwasanduka kukava kuchema. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mufaro mumwoyo medu waguma; kutamba kwedu kwapinduka kukava kuchema. Viz kapitola |