Kuungudza 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Harahwa matare dzakaasiya vechidiki vakasiyawo zvokuimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakuru ʋakarega kuȿika pasuʋo, Majaya akarega kuimba kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vakuru vakarega kusvika pasuo, majaya akarega kuimba kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Harahwa matare dzakaasiya vechidiki vakasiyawo zvokuimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Harahwa matare dzakaasiya vechidiki vakasiyawo zvokuimba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vakuru vakabva pasuo reguta; majaya akarega kuimba kwavo. Viz kapitola |