Kuungudza 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Machinda ari kurembedzwa akasungirirwa maoko; vakuru-vakuru rukudzo havachapiwaba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Macinda akasuŋgirirwa namaʋoko aʋo, Ʋakuru haʋana‐kukudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Machinda akasungirirwa namaoko avo, vakuru havana kukudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Machinda ari kurembedzwa akasungirirwa maoko; vakuru-vakuru rukudzo havachapiwaba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Machinda ari kurembedzwa akasungirirwa maoko; vakuru-vakuru rukudzo havachapiwaba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Machinda akasungirirwa namaoko avo; vakuru havakudzwi. Viz kapitola |