Kuungudza 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Yeukai, Tenzi zvakatiwira, mutarisewo zvenyu muone kunyadziswa kwedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Raŋgarirai Jehova, ɀakatiwira; Tarirai, muʋone kushoʋorwa kweɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, muone kushorwa kwedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Yeukai, Tenzi zvakatiwira, mutarisewo zvenyu muone kunyadziswa kwedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Yeukai, Tenzi zvakatiwira, mutarisewo zvenyu muone kunyadziswa kwedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, mugoona kunyadziswa kwedu. Viz kapitola |