Online Bible

- Reklamy -

Kuungudza 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tsvina yaro yava pamijivha yaro asi kuti irangarire mugumo waro, haina. Saizvozvo kuputsika kwaro kunotyisa wokurinyaradza hapana. Ndionereiwo nhamo yangu, imi Tenzi muvengi wangu wakurira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Tȿina yaro yakaŋga iri paŋguʋo yaro, harina‐kuraŋgarira kuguma kwaro; Naiɀoɀo rakanyura ɀinoshamisa, harinamunyaradzi; Tarirai, Jehova, kutambudzika kwaŋgu, nokuti muʋeŋgi waɀikudza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Tsvina yaro yakanga iri panguo yaro, harina kurangarira kuguma kwaro; naizvozvo rakanyura zvinoshamisa, harina munyaradzi; tarirai, Jehovha, kutambudzika kwangu, nokuti muvengi wazvikudza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tsvina yaro yava pamijivha yaro asi kuti irangarire mugumo waro, haina. Saizvozvo kuputsika kwaro kunotyisa wokurinyaradza hapana. Ndionereiwo nhamo yangu, imi Tenzi muvengi wangu wakurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Tsvina yaro yava pamijivha yaro asi kuti irangarire mugumo waro, haina. Saizvozvo kuputsika kwaro kunotyisa wokurinyaradza hapana. Ndionereiwo nhamo yangu, imi Tenzi muvengi wangu wakurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Tsvina yaro yakanamatira panguo dzaro; harina kurangarira ramangwana raro. Kuwa kwaro kwakashamisa; hakuna akarinyaradza. “Haiwa Jehovha, tarirai kurwadziwa kwangu, nokuti muvengi akunda.”

Viz kapitola kopírovat

Kuungudza 1:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy