Kuungudza 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hezvo pamazuva ayo enhamo nokurwadzwa Jerusaremu inoyeuka zvinhu zvayo zvinokosha zvaiva zvayo kubvira pasichigare, vanhu vayo pavakawira mumaoko emhandu asi wokuibatsira pakanga pasina, vavengi vayo vaitonakidzwa zvavo nokuitarisa vachiisveeredza pamusana pokuputsika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Namazuʋa okutambudzika nokudzuŋgaira kwaro, Jerusarema rinoraŋgarira ɀose ɀairifadza kubva pamazuʋa akare; Paŋguʋa yakawira ʋanhu ʋaro pamaʋoko omudziʋisi, kusinawakariɓatsira, Ʋadziʋisi ʋakariʋona, ʋakaseka kuparadzwa kwaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Namazuva okutambudzika nokudzungaira kwaro, Jerusaremu rinorangarira zvose zvairifadza kubva pamazuva akare; panguva yakawira vanhu varo pamaoko omudzivisi, kusina wakaribatsira, vadzivisi vakariona, vakaseka kuparadzwa kwaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hezvo pamazuva ayo enhamo nokurwadzwa Jerusaremu inoyeuka zvinhu zvayo zvinokosha zvaiva zvayo kubvira pasichigare, vanhu vayo pavakawira mumaoko emhandu asi wokuibatsira pakanga pasina, vavengi vayo vaitonakidzwa zvavo nokuitarisa vachiisveeredza pamusana pokuputsika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Hezvo pamazuva ayo enhamo nokurwadzwa Jerusaremu inoyeuka zvinhu zvayo zvinokosha zvaiva zvayo kubvira pasichigare, vanhu vayo pavakawira mumaoko emhandu asi wokuibatsira pakanga pasina, vavengi vayo vaitonakidzwa zvavo nokuitarisa vachiisveeredza pamusana pokuputsika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mumazuva okutambudzika nokudzungaira kwaro, Jerusarema rinorangarira pfuma yose yakanga iri yaro pamazuva akare. Pakawira vanhu varo mumaoko omuvengi, rakashaya anoribatsira. Vavengi varo vakaritarisa, vakariseka pakuparadzwa kwaro. Viz kapitola |