Kuungudza 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nzira dzokuenda kuZioni dzinoungudza nokuti anouya kumazuva makuru akatemwa hapana. Misuo yaro mikuru yachiti haradada kushama. Vapristi varo vari kugomera, vanasikana varo vakakwekweretswa, iro guta pacharo riri kutambura zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nzira dzeZioni dzinocema, nokuti hakuna‐wakaʋuya kumutambo, Masuʋo aro ose akaparadzwa, ʋaprista ʋaro ʋanogomera, Mhandara dzaro dzinotambudzika, iro rimene rinoʋaʋirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nzira dzeZioni dzinochema, nokuti hakuna anouya kumutambo, masuo aro ose akaparadzwa, vapristi varo vanogomera, mhandara dzaro dzinotambudzika, iro romene rinovavirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nzira dzokuenda kuZioni dzinoungudza nokuti anouya kumazuva makuru akatemwa hapana. Misuo yaro mikuru yachiti haradada kushama. Vapristi varo vari kugomera, vanasikana varo vakakwekweretswa, iro guta pacharo riri kutambura zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nzira dzokuenda kuZioni dzinoungudza nokuti anouya kumazuva makuru akatemwa hapana. Misuo yaro mikuru yachiti haradada kushama. Vapristi varo vari kugomera, vanasikana varo vakakwekweretswa, iro guta pacharo riri kutambura zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nzira dzinoenda kuZioni dzinochema, nokuti hakuna anouya kumitambo yaro yakatarwa. Masuo aro ose haasisina vanhu, vaprista varo vanogomera, varandakadzi varo vanochema, uye iro riri pakurwadziwa kukuru. Viz kapitola |