Online Bible

- Reklamy -

Kuungudza 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 VaJudha, pamusana penhamo, vatapwa noutapwa vakapindana nouranda hwakaomarara vachiti njo mukati mevechirudzi, ivo pokugara vasina, vanodzingirira vaya vakavawira panguva yedambudziko ravo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Juda ʋaenda kuʋutorwa nokuɗa kwokutambudzika, nokuɗa kwokuɓatiswa ɀikuru; Ʋanogara pakati pamarudzi, asi haʋawani zororo, Ʋose ʋaidziŋgana naʋo ʋakaʋaɓata pakamanikana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Judha aenda kuutapwa nokuda kwokutambudzika, nokuda kwokubatiswa zvikuru; vanogara pakati pamarudzi, asi haavane zororo, vose vaidzingana navo vakamuvata pakamanikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 VaJudha, pamusana penhamo, vatapwa noutapwa vakapindana nouranda hwakaomarara vachiti njo mukati mevechirudzi, ivo pokugara vasina, vanodzingirira vaya vakavawira panguva yedambudziko ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 VaJudha, pamusana penhamo, vatapwa noutapwa vakapindana nouranda hwakaomarara vachiti njo mukati mevechirudzi, ivo pokugara vasina, vanodzingirira vaya vakavawira panguva yedambudziko ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Shure kwokutambudzika nokushanda zvakaomarara, Judha akaenda kuutapwa. Anogara pakati pendudzi; haawani nzvimbo yokuzorora. Vose vaimudzinganisa vakamubata ari pakati pokutambudzika kwake.

Viz kapitola kopírovat

Kuungudza 1:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy