Kuungudza 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Dai zvakaipa zvavo zvose zvangouya pamberi penyu zvazvo moitawo kwavari zvamakaita kwandiri.” Muti kwavari, “Sezvamakaita kwandiri nokuda kwezvikanganiso zvangu kuungudza kwangu kwawandisa uye mwoyo wangu warukutika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀakaipa ɀaʋo ɀose ŋgaɀiʋuye pamberi penyu; Muʋaitire iʋo seɀamakandiitira ini nokuɗa kwokuɗarika kwaŋgu kwose; Nokuti kugomera kwaŋgu kuzhinji, mŋoyo waŋgu washaiwa simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvakaipa zvavo zvose ngazviuye pamberi penyu; muvaitire ivo sezvamakandiitira ini nokuda kwokudarika kwangu kwose; nokuti kugomera kwangu kuzhinji, mwoyo wangu washaiwa simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Dai zvakaipa zvavo zvose zvangouya pamberi penyu zvazvo moitawo kwavari zvamakaita kwandiri.” Muti kwavari, “Sezvamakaita kwandiri nokuda kwezvikanganiso zvangu kuungudza kwangu kwawandisa uye mwoyo wangu warukutika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Dai zvakaipa zvavo zvose zvangouya pamberi penyu zvazvo moitawo kwavari zvamakaita kwandiri.” Muti kwavari, “Sezvamakaita kwandiri nokuda kwezvikanganiso zvangu kuungudza kwangu kwawandisa uye mwoyo wangu warukutika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Zvakaipa zvavo zvose ngazviuye pamberi penyu; muvaitire sezvamakaita kwandiri nokuda kwezvivi zvangu zvose. Kugomera kwangu kwawanda, uye mwoyo wangu wapera simba.” Viz kapitola |